KwaunobvaDuramazwiBbaravara

Duramazwi · zita

baravara

Zvinoreva

Baravara kambuyu kakaita sedandemutande, katsvuku, kasingamiri panzvimbo imwe chete.

Baravara musoro wakaveurwa kana kubviswa vhudzi rose kusara rangova ganda riri kupenya.

1

Mbaravara chinhu chinohwinya kana kutaima chichibudisa chiedza chinotosvora maziso.

2

Baravara musoro wakaveurwa kana kubviswa vhudzi rose kusara rangova ganda riri kupenya.

musvuu 3.

Baravara kambuyu kakaita sedandemutande, katsvuku, kasingamiri panzvimbo imwe chete.

Baravara musoro wakaveurwa kana kubviswa vhudzi rose kusara rangova ganda riri kupenya.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word