Duramazwi
Zvinoreva
Kubaradza kuchema uchizhambatata sezvinoita mwana arumwa nechimwe chinhu.
1
Kubaradza kuchema uchizhambatata sezvinoita mwana arumwa nechimwe chinhu.
Mwana akanzi dyu jekiseni achibva atanga kubararadza.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bararamhanya
Uku kumhanya muchitizira mativi ose kuti mwanda sezvinoita vanhu vanenge vavhundutswa.
VerengaSwipe for the next word