KwaunobvaDuramazwiBbaradza

Duramazwi · zita

baradza

Zvinoreva

Nzvuvamatungo.

1

Nzvuvamatungo.

Zvose izvi chinangwa kusimbaradza ukama pakati pemhuri.

Kubaradza kuchema uchizhambatata sezvinoita mwana arumwa nechimwe chinhu.

Kana munhu akazvambaradza imbwa anenge airova zvakasimba.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

barapara

Barapara munhu anofarisa zvekusazoziva zvaanoita.

Verenga

Swipe for the next word