KwaunobvaDuramazwiBbararamhanya

Duramazwi · zita

bararamhanya

Zvinoreva

Uku kumhanya muchitizira mativi ose kuti mwanda sezvinoita vanhu vanenge vavhundutswa.

1

Uku kumhanya muchitizira mativi ose kuti mwanda sezvinoita vanhu vanenge vavhundutswa.

chimwanda-mwanda 7.

Zvine chekuita

barara

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

baravara

Baravara kambuyu kakaita sedandemutande, katsvuku, kasingamiri panzvimbo imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word