Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ririri ruzha rwokufara kana kupemberera, runowanzo-itwa navanhukadzi vakawanda.
Kana munhu achiti ririri anenge achiita ruzha rwokutsvaka rubatsiro, mushure mokunge awirwa nenjodzi.

Kana n'ombe dzati ririri mumunda, dzinenge dzapindamo dzakawanda.

Zvakafanana
cho-o
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03riritira
Kana mubereki achiriritira mhuri, anenge achiichengeta achiipa zvekudya, zvipfeko nezvimwewo zvinoita kuti mhuri irarame.
VerengaSwipe for the next word