KwaunobvaDuramazwiRriritira

Duramazwi

riritira

-kotsvera-sapota

Zvinoreva

Kana mubereki achiriritira mhuri, anenge achiichengeta achiipa zvekudya, zvipfeko nezvimwewo zvinoita kuti mhuri irarame.

1

Kana mubereki achiriritira mhuri, anenge achiichengeta achiipa zvekudya, zvipfeko nezvimwewo zvinoita kuti mhuri irarame.

Akaona kuti kwaiva kupenga kuriritira mhepo idzi.

Chakaita kuti akurumidze kudzinga pfungwa idzi ndechekuti Ozi ainge achiri kuriritira mhuri yake zvakanaka semazuva ese.

Nherera isina vanoiriritira inowanza kuti hembe dzayo chabvu.

Zvakafanana

-kotsvera · -sapota

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ririva

Kuti ririva kuita kuti munhu asatya.

Verenga

Swipe for the next word