KwaunobvaDuramazwiRririvara

Duramazwi

ririvara

Zvinoreva

Kuririvara kufamba usingatyi.

1

Kuririvara kufamba usingatyi.

Kuririvara kumhara pasi kunoita shiri dzakawanda panguva imwe chete.

Kuririvara kuita zvinhu usinganyatsi kufunga nezvazvo.

2

Kuririvara kuita zvinhu usinganyatsi kufunga nezvazvo.

3

Kuririvara kumhara pasi kunoita shiri dzakawanda panguva imwe chete.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

risa

Kufudza mombe kana zvipfuyo kuti zvidye huswa.

Verenga

Swipe for the next word