Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chichinzi chinoraramisa chinenge chichipa upenyu. Mukaka unoraramisa mwana.
1
Kana chinhu chichinzi chinoraramisa chinenge chichipa upenyu. Mukaka unoraramisa mwana.
Mama vangu vaive vandiudza kuti munamato chete ndiwo uchandiraramisa saka kunamata ndaisazorega zvangu.
Nokudaro hachisi chikoro chega chekupasa zvemabhuku chichiri kuraramisa vanhu.
Kuruka maponde nekuveza, mabasa emaoko anoraramisa vanhu vazhinji.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03raranji
Ranjisi.
VerengaSwipe for the next word