Duramazwi
Zvinoreva
Kuti rarara kuparadzwa zvisingagoni kugadzirika kwezvinhu zvakawanda.
1

Kana zvinhu zvakati rarara zvinenge zvakareba zvakaenzana, zvakawanda.

Pataifudza mombe taitamba nezvin'angaure takazvibaya kumashure, izvo zvichirira zvakati mapapiro pararara sezviri kubhururuka.
2
Kana zvinhu zvakati rarara zvinenge zvakareba zvakaenzana, zvakawanda.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03raravhunze
Muraravhunze.
VerengaSwipe for the next word