Duramazwi
Zvinoreva
Kuti rare kutevedza zvinhu neurongwa hwazvo.
1

Kuti rare kuzara panzvimbo zvekupasanganisa. Vana vakati rare mumunda vachichera makurwe.

Rega zvako ndirare pasi nokuti handingarari parumukwasva hwemubhedha uhwu.
2
Kuti rare kuzara panzvimbo zvekupasanganisa. Vana vakati rare mumunda vachichera makurwe.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rarira
Kana huku ichirarira mazai ayo inenge yakaavhumbamira kuti azotsotsonyeka.
VerengaSwipe for the next word