Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ararisa anenge akotsira kwenguva yakarebesa.
1
Kana munhu achinzi ararisa anenge akotsira kwenguva yakarebesa.
Aive ararisa semunhu aive azononoka kubatwa nehope achifunganya.
Hope ndaive ndisina hangu zvekuti kwaingovewo kurarisa muviri.
Kana uchidedemadza chinhu unege uchichipidigura, wochirarisa nomusana wacho.
2
Kana chimwe chinhu chichinzi chinorarisa chinenge chichiita kuti vanhu vanzwe kubatwa nehope. Munhu anotaurira pasipasi.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rasa
throwaway
VerengaSwipe for the next word