KwaunobvaDuramazwiRraramiro

Duramazwi

raramiro

Zvinoreva

Muraramiro.

1

Muraramiro.

Vanongoreva ivo kuti mwana uyu anenge ane maitiro ane rukudzo nemararamiro akanaka.

Mhuri yekunobva munhu inoita kuti munhu aumbwe zvichiratidza mararamiro emhuri iyi.

Chinonzi unhu mararamiro nemagariro avanhu anoonekwa mutsika dzavanhu.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

raramisa

Kana chinhu chichinzi chinoraramisa chinenge chichipa upenyu. Mukaka unoraramisa mwana.

Verenga

Swipe for the next word