KwaunobvaDuramazwiRrarama

Duramazwi

rarama

animate · thrive

Zvinoreva

Kupona uchienda mberi noupenyu.

1

Kupona uchienda mberi noupenyu.

Asi Tadiwa akange asisina shuviro yekuda kurarama.

Chokwadi vanhu vairarama hupenyu hwakaoma ava.

Aramba ukama apa huku yangu kurarama.

2

Kana chisikwa chichirarama chinenge chiine upenyu.

3

Kana munhu ararama anenge ava kunzwa zviri nani mushure mokurwara.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word