Duramazwi
bumbunuka
recuperate
-pora
Duramazwi
recuperate
Kubumbunuka kusimba kwomuviri womunhu anga achirwara.
Kubumbunuka kusimba kwomuviri womunhu anga achirwara.
Baba vari kubumbunuka zvishoma nezvishoma mushure mekurwara.
Kubumbunuka kusimba kwomuviri womunhu anga achirwara.
-pora
Duramazwi
01 / 03bumbunura
Kubumbunura kuita kuti munhu apore kubva mukurwara.
VerengaSwipe for the next word