KwaunobvaDuramazwiBbumburudzi

Duramazwi · zita

bumburudzi

knob

Zvinoreva

Bumburudzi miti yakamera yakaungana panzvimbo imwe chete.

1

Bumburudzi miti yakamera yakaungana panzvimbo imwe chete.

Handingapindi pabumburudzi nokuti nyoka yakapinda ipapa.

Bumburudzi miti yakamera yakaungana panzvimbo imwe chete.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bumbururwi

Bumbururwi imhuka yemusango yakafanana nembwa.

Verenga

Swipe for the next word