KwaunobvaDuramazwiRrera

Duramazwi · chiito

rera

baby-sit

Zvinoreva

Kurembuka.

Kurera kuchengeta mwana, uchimuvaraidza kuti agare achi-

1

Kurembuka.

Kurera imbwa rera inoruma igokudzivirira mupfumvu.

Kurera imbwa nomukaka mangwana inofuma yokuruma.

Kurera nherera mangwana anofuma okupindukira.

2

Kurera kuchengeta mwana, uchimuvaraidza kuti agare achi-

Kurera imbwa rera inoruma igokudzivirira mupfumvu.

Kurera imbwa nomukaka mangwana inofuma yokuruma.

Kurera nherera mangwana anofuma okupindukira.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rere

Rere imhando yehove ine mhino yakareba chaizvo, uye muromo mudiki uri nechepahuro. Rere rine muromo wakanyanya kudupuka zvokuti harigoni kudyira pachiredzo.

Verenga

Swipe for the next word