KwaunobvaDuramazwiRrenjerera

Duramazwi

renjerera

Zvinoreva

Kana munhu achiti akarenjerera ruoko anenge aita chiveve paruoko rwacho, nokuda kwekurusimudza kwenguva yakareba.

1

Pavakatapwa namagandanga vakanzi vasarende vakaisa maoko mudenga, kusvika arenjerera.

Kana munhu achiti akarenjerera ruoko anenge aita chiveve paruoko rwacho, nokuda kwekurusimudza kwenguva yakareba.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word