Duramazwi
kakatika
-jaha
Duramazwi
Kukakatika kumhanya kunoita bhiza.
Kukakatika kumhanya kunoita bhiza.
Uku kumhanya nokukakatika kunoita mhuka huru yakafanana nebhiza kana n'ombe.
Kukakatika kufamba kunoita munhu anoratidza kuti akatsamwa.
Kuti tatamu kukakatika kunoita chinhu chadhonzwa chichirebeswa. Mukomana akati rekeni tatamu asati aregedzera dombo.
Kukakatika kufamba kunoita munhu anoratidza kuti akatsamwa.
-jaha
Duramazwi
01 / 03kakau
Kuti kakau kuruma nokudhonza nyama yakaomarara kana kuti runda.
VerengaSwipe for the next word