KwaunobvaDuramazwiRridza

Duramazwi

ridza

-chaya

Zvinoreva

Kuridza kurova chimwe chinhu chichiita ruzha.

1

Kuridza kurova chimwe chinhu chichiita ruzha.

Kuchacharidza kuridza-ridza pasi nemakumbo zvinoita anenge achidzana.

Vakatanga kuridza song yacharamba yokuti Usavimba nomunhu nekuti anopanduka.

Ndakaona kuti nditange nekuridza mhere ndichiti kwaita munhu hazviite.

2

Kuridza kurova kana kukwenya chinhu chinobudisa mumhanzi. Ini ndinoridza mbira asi Mhike anoridza gitare.

Zvine chekuita

-chaya

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rifa

Rifa imbatya kana midziyo inosiyiwa nemufi, zvinozogoverwa hama dzake.

Verenga

Swipe for the next word