KwaunobvaDuramazwiRridimuka

Duramazwi

ridimuka

-rimbinyu-ka-ribiduka

Zvinoreva

Kana mombe dzichiridimuka dzinenge dzichimhanya dzichirasira makumbo mudenga, kuri kuratidza kufara.

1

Zvakafanana

-rimbinyu-ka · -ribiduka

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ridza

Kuridza kurova chimwe chinhu chichiita ruzha.

Verenga

Swipe for the next word