KwaunobvaDuramazwiMmhesvi

Duramazwi · zita

mhesvi

chin'onochitunzimbuo

Zvinoreva

Mhesvamukono.

1

Mhesvamukono.

Mhesvi kambuyu kakaita senhunzi kanowanikwa munzvimbo dzinopisa kanogona kuparadzira zvirwere kun'ombe kana vanhu zvakanenge karuma.

Ichi chirwere chinobata mhuka dzakaita sen'ombe kana nyati, chinoparadzirwa nemhesvi chinoita kuti mhuka isafura nokuondoroka kusvika yafa.

2

Mhesvi kambuyu kakaita senhunzi kanowanikwa munzvimbo dzinopisa kanogona kuparadzira zvirwere kun'ombe kana vanhu zvakanenge karuma.

Zvakafanana

chin'ono · chitunzi · mbuo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

Mheta

Mheta izita rinodaidzwa naro vanhu vemutupo weshato.

Verenga

Swipe for the next word