Duramazwi · zita
mhesa
mhesva
Duramazwi · zita
Mhesa mudziyo wese unenge wakapinza chaizvo. Usatamba nebanga iri unozvicheka nokuti imhesa chaiyo.

Mhesa ibanga diki rinovhurika nokuvharika rinofambwa naro riri muhomwe.

Duramazwi
01 / 03mhesano
junction
VerengaSwipe for the next word