KwaunobvaDuramazwiMmhembwe

Duramazwi · zita

mhembwe

Zvinoreva

Mhembwe imhuka yemusango yakafanana nembudzi inowanzofamba usiku.

1

Mhembwe imhuka yemusango yakafanana nembudzi inowanzofamba usiku.

Mhembwe urombo ndohwayo haisweri musyo rimwe nembudzi.

Mhembwe rudzi inozvara mwana ane kazhumu.

Mhembwe rudzi kuzvara mwana ane kazhumu.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhemha mhemha

Kuti mhemha mhemha kufamba-famba panzvimbo nokutarisa-tarisa, sezvinoita munhu anenge arasa mari.

Verenga

Swipe for the next word