Duramazwi
Zvinoreva
Kufifinya kuita mitsetse mitsetse uye kutadza kuserera kunoita ganda remunhu achembera.
Kuti fifinya kutakudza munhu chinhu chinorema.

Mafifinya rufuro runenge rwuri pamusoro pemvura iri kuvira pamoto.

Kuti fifinya kuunyanisa kumeso.
Zvakafanana
finya finya
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fifu
Fifu ruvara rwakasvibira, rwakafanana nemakore anenge ane mvura zhinji.
VerengaSwipe for the next word