Duramazwi · zita
Zvinoreva
Finyamo.
Kufinya munhu kumudzipa muhuro negashu.
Kana munhu ati finya anenge aunyanisa kuuso.
Finyamo.
Kana munhu ati finya anenge aunyanisa kuuso.
Kufifinya kuita mitsetse mitsetse uye kutadza kuserera kunoita ganda remunhu achembera.
Mafinya iganda rakaputana remunhu akwegura chaizvo.
Kufinya munhu kumudzipa muhuro negashu.
Kana munhu ati finya anenge aunyanisa kuuso.
Kuti fifinya kutakudza munhu chinhu chinorema.
Mafifinya munhu akashata chaizvo pameso pake.
Kana munhu ati finya anenge aunyanisa kuuso.
Kana munhu ati finya anenge aunyanisa kuuso.
Mafifinya munhu akashata chaizvo pameso pake.
Kufinya munhu kumudzipa muhuro negashu.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03finyama
Kufinyama kuunyanisa kumeso, uchiratidza kusema kana kusvora chinhu kana kushatirwa.
VerengaSwipe for the next word