Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akafinyamisa kumeso anenge aunyanisa ganda achitaridza kushatirwa kana kusemeswa.
1
Kana munhu akafinyamisa kumeso anenge aunyanisa ganda achitaridza kushatirwa kana kusemeswa.
Mai Mhofu vakange vafinyamisa face zviye zvekuipirwa.
Akabva ati "Ooooch!" Achiwedzera kufinyamisa face.
Kana munhu achisunyaira anenge akafinyamisa pameso achinge anozvida kana akatsamwa.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03finyamo
wrinkle
VerengaSwipe for the next word