KwaunobvaDuramazwiFfinyama

Duramazwi

finyama

-nyenama-finyinya-fenyenya

Zvinoreva

Kufinyama kuunyanisa kumeso, uchiratidza kusema kana kusvora chinhu kana kushatirwa.

1

Kufinyama kuunyanisa kumeso, uchiratidza kusema kana kusvora chinhu kana kushatirwa.

Tadiwa ainge ongotarisisa face yaive yafinyama semuromo wembwa.

Kufinyama kuunyanisa kumeso, uchiratidza kusema kana kusvora chinhu kana kushatirwa.

Kujanyanya kufinyama kumeso munhu uchitaura zvinosvota vamwe.

Zvakafanana

-nyenama · -finyinya · -fenyenya

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

finyamisa

Kana munhu akafinyamisa kumeso anenge aunyanisa ganda achitaridza kushatirwa kana kusemeswa.

Verenga

Swipe for the next word