Duramazwi · zita
finyamo
wrinkle
Duramazwi · zita
wrinkle
Finyamo muchinjiziri unoita pahuma, kana zviya munhu aunyanisa kumeso pamusana pokuzvida, kuzvikudza kana kukwesa.

Amai vane finyamo pahuma vachifunga zvakawanda.
Finyamo muchinjiziri unoita pahuma, kana zviya munhu aunyanisa kumeso pamusana pokuzvida, kuzvikudza kana kukwesa.
Duramazwi
01 / 03finyinya
Kana wakafinyinya unenge wakaunyanisa kumeso kwako uchiratidza kuzvidza kana kushaya rukudzo kuno mumwe munhu.
VerengaSwipe for the next word