Duramazwi
Zvinoreva
Kuunyana kupetana-petana kunoita zvakaita sembatya dzatsitsirirwa, kana kuti dzichangobva mukuwachwa.
1
Kuunyana kupetana-petana kunoita zvakaita sembatya dzatsitsirirwa, kana kuti dzichangobva mukuwachwa.
Uyu mutambo wevana wokutsunyana nenzwara kana nezvigunwe seri kwemaoko akadurikidzanwa.
Uyu mutambo wevana vadiki wokuti vanenge vachishunyana kuseri kwemaoko akadurikidzaniswa.
Kutwasanuka kururama kwechinhu chambenge chakakombama kana kuunyana.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03unyanga
Mufambiro wevakaipa panyaya dzehuroyi.
VerengaSwipe for the next word