KwaunobvaDuramazwiPpetana

Duramazwi

petana

Zvinoreva

Kana simbi kana chimwewo chinhu chikapetana chinenge chafonyoka zvokuti mativi acho maviri anogunzvana.

1

Kana simbi kana chimwewo chinhu chikapetana chinenge chafonyoka zvokuti mativi acho maviri anogunzvana.

Kuunyana kupetana-petana kunoita zvakaita sembatya dzatsitsirirwa, kana kuti dzichangobva mukuwachwa.

VaNhengure vakasvikorohwa nehana vachiona motokari yapetanapetana yapidigukira mhmatombo aiva murwizi.

Nanda kupetana kweganda repahuma kunowanzoita kana munhu ane hasha dzakawanda asunga kumeso.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

peteni

Mufambiro unogara vanhu nawo nenzira yeunhu (pattern).

Verenga

Swipe for the next word