Duramazwi · zita
Zvinoreva
Unyai kuve iwe unofambisa mashoko pakati pevakuwasha nanatezvara, kunyanya pakuroora.
1

Unyai mubairo unopiwa munhu anenge afambisa nyaya dzekuroorana kwevanhu.
Wakambofungawo kuti munyai iyeye akakosha zvakadii muupenyu.
2
Unyai mubairo unopiwa munhu anenge afambisa nyaya dzekuroorana kwevanhu.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03unyan'anya
Kana zvinhu zvakaita unyan'anya zvinenge zviri zvinhu zvakawanda, zvisina kunyatsorongwa zvakanaka, zvakangoti chimwe apo chimwe apo.
VerengaSwipe for the next word