Duramazwi
Zvinoreva
Iyi irebeso yechiito inoratidza kuti chiito chamboitwa zvino chava kushandurwa kuti zvinhu zvidzokere pazvambotanga zviripo.
1
Iyi irebeso yechiito inoratidza kuti chiito chamboitwa zvino chava kushandurwa kuti zvinhu zvidzokere pazvambotanga zviripo.
Doturunura bhegi riya pawamboriturika, mwanangu.
Vakavhukunura mapfupa ake paakanga akavigwa nokuti vaida kundomuviga kumusha kwake.
Ndakanhanhwa musoro nezuro, zvekuti ndichatogara chaizvo ndisati ndadudunura vhudzi rangu.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03unya
Kuunya kudzoka kunoita ganda kana jira ratsva kana kudirwa mvura.
VerengaSwipe for the next word