Duramazwi
Zvinoreva
Kuunya kudzoka kunoita ganda kana jira ratsva kana kudirwa mvura.
1
Kuunya kudzoka kunoita ganda kana jira ratsva kana kudirwa mvura.
Kana munhu achimun'unya chikafu anenge anenge achichidya nenzira yokuchisvisvina, asingachitsengi nemazino.
Kuunya kudzoka kunoita ganda kana jira ratsva kana kudirwa mvura.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03unyai
Unyai kuve iwe unofambisa mashoko pakati pevakuwasha nanatezvara, kunyanya pakuroora.
VerengaSwipe for the next word