KwaunobvaDuramazwiMmunyai

Duramazwi · zita

munyai

sadombo lasamukuru lasamutume lasamutumwa lanyai

Zvinoreva

Munyai munhu anotumwa nemuroori kuti anosvitsa shoko rekuroora kuvabereki vemukadzi, zvese nekuendesa pfuma yacho, nekuzofambira zvimwewo zvinenge zvazonetsa mukugara kwevaroorani.

1

Munyai munhu anotumwa nemuroori kuti anosvitsa shoko rekuroora kuvabereki vemukadzi, zvese nekuendesa pfuma yacho, nekuzofambira zvimwewo zvinenge zvazonetsa mukugara kwevaroorani.

Musha waigona kuti kana munyai wavo achinge afa, vaisarudza mumwe mumhuri iyoyo.

Munyai aitarisirwa kuti ave munhu akatendeka wekuti haasvike ashandura mashoko anoda kutaurwa aya.

Wakambofungawo kuti munyai iyeye akakosha zvakadii muupenyu.

Zvakafanana

sadombo la · samukuru la · samutume la · samutumwa la · nyai

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munyaira

Kana munhu achimunyaira anenge achifamba asina kupfeka.

Verenga

Swipe for the next word