Duramazwi · zita
mushekera
Zvinoreva
Munyahava muti unoita maruva machena, unobereka vana vakatsvukuruka uye unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura yakawanda.
1

Zvakafanana
mushekera
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munyai
Munyai munhu anotumwa nemuroori kuti anosvitsa shoko rekuroora kuvabereki vemukadzi, zvese nekuendesa pfuma yacho, nekuzofambira zvimwewo zvinenge zvazonetsa mukugara kwevaroorani.
VerengaSwipe for the next word