Duramazwi · zita
Zvinoreva
Munyaka rudzi rwebwe rakapfava rinowanzovezeswa zvishongo zvemumba.
1
Munyaka rudzi rwebwe rakapfava rinowanzovezeswa zvishongo zvemumba.
Munyaka rudzi rwebwe rakapfava rinowanzovezeswa zvishongo zvemumba.
Choko chinyoreso chakagadzirwa nomunyaka, chinoshandiswa kunyora pachidziro muchikoro.
Chevezwa mufananidzo kana mudziyo unogadzirwa kubudikidza nokuchechenyedza zvakaita sedanda kana ibwe romunyaka.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munyakangu
Munyakangu muti unogara wakangosvibira, unoita hunde yakati tasa, uchiita matanda akasimba uye uchibereka vana vatema.
VerengaSwipe for the next word