Duramazwi02 / 03munyambanjeMunyambanje kamuti kasingarebi zvakanyanya kuenda mudenga, kane mashizha anonhuhwa chaizvo kana ukamabata.Verenga→
Duramazwi03 / 03munyamhungaMunyamhunga rudzi rwebundo rinowanikwa munzizi, rinoreba kusvika kumita, richiita monzvora unotaridzika semhunga.Verenga→