Duramazwi · zita
dongo
desolate · wasteland · deserted · clay
Duramazwi · zita
desolate · wasteland · deserted · clay
Kuti dongo kutarisa uchibudisa musoro zvishoma kuti usaonekwa.
Dongo ivhu dema rinoshandiswa kuumba hari nezvimwewo.

Dongo musha wakatamiwa uye wava kuparara nemhosva yokusagarwa.
Vhasi chiumbwa chegirazi kana dongo chinoshandiswa sechishongo chemumba kana kuti mudziyo wekuisira maruva.

Dongo igomba rinotorwa ivhu rokuumbisa.
Duramazwi
01 / 03dongombera
Dongombera igwenzi rine mapazi akapararira rinowanikwa mumapani.
VerengaSwipe for the next word