Duramazwi
Zvinoreva
Kuti boko kudongorera zviri kuitika mukati kana kunze kweimba kana kwechimwewo chinhu.
Kuti boko kurutsa zvakanyanya pamusaka pokusvotwa.
1

Iti boko panze uone kana vava kudzoka.
Mukadzi uyo ane pamuviri. Saka paangonzwa munhuhwi wenyama, abva angonoti boko panze.
2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03boko boko
Kuti boko boko kubwaira kwemunhu azere nenyadzi.
VerengaSwipe for the next word