KwaunobvaDuramazwiBboi boi

Zvinoreva

Kuti boi boi kubwaira maziso nokukasika.

1

Kuti boi boi kubwaira maziso nokukasika.

Taona maziso kuti boi boi tikaziva kuti achiri mupenyu.

Kuti boi boi kubwaira maziso nokukurumidza kunoita munhu ava pedo nokuchema.

2

Kuti boi boi kubwaira-bwaira maziso nekuda kwenyadzi.

3

Kuti boi boi kubwaira maziso nokukurumidza kunoita munhu ava pedo nokuchema.

Zvakafanana

dzoi dzoi

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word