Duramazwi
Zvinoreva
Kuti sonzi kutarisa kamwe chete uchibva waregedza.
1
Kuti sonzi kutarisa kamwe chete uchibva waregedza.
Pandakangoti sonzi napahwindo, mbavha yakabva yakanda zidombo rakandipotsa napadikidiki.
Kuti sonzi kutarisa kamwe chete uchibva waregedza.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sope
Sope munhu mutema asi aine ganda jena rakada kuita seromurungu.
VerengaSwipe for the next word