KwaunobvaDuramazwiSsono-

Duramazwi

sono-

Zvinoreva

Ichi chiitogama chinoreva kumirira kana kukarira zvimwe zvinhu kuti zviitike.

1

Ichi chiitogama chinoreva kumirira kana kukarira zvimwe zvinhu kuti zviitike.

"Sonofamba zvako ndichakubata pamberi apo", vakadaro sekuru vachitsauka kuenda muchigwenzi.

Kana kuine makuti musono wangu unorwadza zvikuru.

Simu musono unenge uchibatanidza machira maviri pakusona.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sonono

Kuti sonono kutevera chimwe chinhu pose pose.

Verenga

Swipe for the next word