Duramazwi · zita
Zvinoreva
Munyamhunga rudzi rwebundo rinowanikwa munzizi, rinoreba kusvika kumita, richiita monzvora unotaridzika semhunga.
1

Zvakafanana
murambamhunga · nepiya · pfupfu · zinyamhunga · mudandavadzimu · nyakaonzora · bunganyunyu · muravangombe · nhedzahova
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munyangove
Munyangove zviminzwa zvinovezwa padare romuseve kuti usadonha kana wabaya mhuka.
VerengaSwipe for the next word