KwaunobvaDuramazwiMmunyangove

Duramazwi · zita

munyangove

Zvinoreva

Munyangove zviminzwa zvinovezwa padare romuseve kuti usadonha kana wabaya mhuka.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munyanhando

Munyanhando kamuti ketete karefu kanosimwa, kanobereka vana vakareburuka vanodyiwa vachitsvedza.

Verenga

Swipe for the next word