Duramazwi02 / 03munyarikaniUyu munhu akaita saambuya kana mukuwasha wako, waunopa rukudzo rukuru chaizvo zvekuti haudi kumuitira zvinhu zvisina unhu.Verenga→
Duramazwi03 / 03munyasiKana chinhu chiri munyasi mechimwe chinenge chiri chipfupi pane chiri padivi nacho uye chiri pedo chaizvo nacho.Verenga→