KwaunobvaDuramazwiMmunyarikani

Duramazwi · zita

munyarikani

Zvinoreva

Uyu munhu akaita saambuya kana mukuwasha wako, waunopa rukudzo rukuru chaizvo zvekuti haudi kumuitira zvinhu zvisina unhu.

1

Uyu munhu akaita saambuya kana mukuwasha wako, waunopa rukudzo rukuru chaizvo zvekuti haudi kumuitira zvinhu zvisina unhu.

Kuti gurwada kupfrugama kunoratidza kuzvininipisa kana uchipa munyarikani chinhu.

Kuti pwi pwi pwi kuseka wakatsikitsira wakabata muromo, kunoitwa neanenge achiseka munyarikani.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munyasi

Kana chinhu chiri munyasi mechimwe chinenge chiri chipfupi pane chiri padivi nacho uye chiri pedo chaizvo nacho.

Verenga

Swipe for the next word