KwaunobvaDuramazwiMmunyaviri

Zvinoreva

Munyaviri chirwere cheganda chinoita kuti rizvimbe kana kuti munhu amere mapundu muviri wose kazhinji mushure mekunge anaiwa nemvura kana kuti adya chisingaenderani neropa rake.

1

Pandakaona mapundu kuti serere nomuviri wake wose ndakaziva kuti ainzwa munyaviri.

Zvakafanana

nyaviri

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word