KwaunobvaDuramazwiMmunyatso

Duramazwi · zita

munyatso

nipple · teat

nyatsochitsumwashungutsungu

Zvinoreva

Munyatso pamuromo pezamu panobuda nemukaka.

1

Munyatso pamuromo pezamu panobuda nemukaka.

Munyatso pamuromo pezamu panobuda nemukaka.

Kutyeza kumwa mukaka uchibuda mumunyatso wen'ombe, usati wamboiswa pamwe panhu.

Mbotso mukaka unobuda mumunyatso wen'ombe kana wangosvina kamwe.

Zvakafanana

nyatso · chitsumwa · shungu · tsungu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munyaviri

Munyaviri chirwere cheganda chinoita kuti rizvimbe kana kuti munhu amere mapundu muviri wose kazhinji mushure mekunge anaiwa nemvura kana kuti adya chisingaenderani neropa rake.

Verenga

Swipe for the next word