KwaunobvaDuramazwiMmunwiwa

Duramazwi · zita

munwiwa

mugibemuvembemakavatyabudzimunwisi

Zvinoreva

Munwiwa chirimwa chinorimwa mukati medzimwe mbesa, chinotanda uye chinobereka vana vane muto unotapira vanonzi manwiwa.

1

Kana uchitipitira unenge uchinyudza banga munwiwa kana chimwe chinhu chakanyorovera.

Munwiwa chirimwa chinorimwa mukati medzimwe mbesa, chinotanda uye chinobereka vana vane muto unotapira vanonzi manwiwa.

Zvakafanana

mugibe · muvembe · makavatya · budzi · munwisi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munya

Munya isadza rinenge rarara.

Verenga

Swipe for the next word