Duramazwi
nhangatanga
Zvinoreva
Budzi chirimwa chinokura chichireburuka, chinofanira kubikwa chisati chakomba uye chinoberekwa nembesa inotanda.
1
Budzi chirimwa chinokura chichireburuka, chinofanira kubikwa chisati chakomba uye chinoberekwa nembesa inotanda.
Wangu mwana richiri budzi mbishi.
Kufonon'ona kuboora chinhu, sezvakaita budzi rakaoma, kuti zviri mukati zvibude.
Kana ukafovovodza budzi unenge wariomesa zvokuti rinobva rasvava.
2
Виdzi rako mwana wako wawakabereka iwe pachako.
Zvakafanana
nhangatanga
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bufu
Kuti bufu kutaura izwi rokupikisa munhu anenge ati vanhu vanyarare.
VerengaSwipe for the next word